Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 28:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vakati, “Hatina kumbogamuchira kana tsamba zvadzo dzichibva kuJudhea maererano newe, uye hakuna mumwe wehama dzakabvako akatizivisa kana kutaura chinhu chipi zvacho chakaipa pamusoro pako.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 28

Maonero Mabasa Avapostori 28:21 akapoteredza