Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 27:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwava kuda kuedza, Pauro akavakurudzira kuti vadye achiti, “Mazuva gumi namana apfuura, manga makangogara musingadyi, hamuna kutongodya kana chinhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 27

Maonero Mabasa Avapostori 27:33 akapoteredza