Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 23:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Pauro, achiziva kuti vamwe vavo vakanga vari vaSadhusi uye kuti vamwe vakanga vari vaFarisi, akadanidzira kuDare Guru akati, “Hama dzangu, ini ndiri muFarisi mwanakomana womuFarisi. Ndimire pano ndichitongwa nokuda kwetariro yangu yokumuka kwavakafa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 23

Maonero Mabasa Avapostori 23:6 akapoteredza