Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 22:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuru wavarwi akaenda kuna Pauro akati, “Nditaurire, uri muRoma here iwe?”Akapindura akati, “Hongu, ndiri muRoma.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 22

Maonero Mabasa Avapostori 22:27 akapoteredza