Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 21:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva rakatevera Pauro akatora varume vaya uye akazvinatsa pamwe chete navo. Ipapo akaenda kutemberi kundozivisa kupera kwamazuva okuzvinatsa uye chipiriso chichizoitirwa mumwe nomumwe wavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 21

Maonero Mabasa Avapostori 21:26 akapoteredza