Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 21:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tora varume ava, ubatane navo pakuzvinatsa kwavo uye iwe ugovaripira, kuti vaveurwe misoro yavo. Ipapo munhu wose achaziva kuti hapana chokwadi pane zviri kurehwa pamusoro pako, asi kuti iwe pachako unoteerera murayiro.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 21

Maonero Mabasa Avapostori 21:24 akapoteredza