Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vamwe vavo vakaomesa mwoyo yavo; vakaramba kutenda uye vakatsoropodza Nzira iyo pamberi pavanhu. Saka Pauro akabva pavari. Akatsaura vadzidzi akaenda navo pamwe chete akandoita hurukuro navo zuva rimwe nerimwe pachikoro chaTirano.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19

Maonero Mabasa Avapostori 19:9 akapoteredza