Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 19:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaJudha vakasundidzira Arekizanda mberi, uye vamwe vazhinji vaidanidzira vachimurayira zvokuita. Iye akaninira vanhu kuti vanyarare kuitira kuti agone kuzvidavirira pamberi pavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19

Maonero Mabasa Avapostori 19:33 akapoteredza