Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 19:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo guta rose rakanyonganiswa. Vanhu vakabata Gayo naAristakusi, shamwari dzaPauro dzaaifamba nadzo dzaibva kuMasedhonia, vakamhanya navo nomwoyo mumwe vakapinda navo munhandare.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19

Maonero Mabasa Avapostori 19:29 akapoteredza