Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 14:7-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. uko kwavakaramba vachiparidza vhangeri.

8. MuRistira maigara mumwe murume akanga ari mhetamakumbo, akanga ari chirema kubva pakuberekwa kwake uye akanga asina kumbofamba.

9. Akateerera Pauro paakanga achitaura. Pauro akamutarisisa, akaona kuti akanga ano kutenda kuti angaporeswa

10. akadanidzira akati, “Simuka netsoka dzako!” Ipapo, murume akakwakuka akatanga kufamba.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 14