Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 14:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Kubva paAtaria vakakwira chikepe vakadzokera kuAndioki, kuya kwavakanga vakumikidzwa kunyasha dzaMwari pabasa ravakanga vapedza zvino.

27. Vakati vasvika ikoko, vakaunganidza kereke pamwe chete vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitwa naMwari kubudikidza navo uye kuti akanga avazarurira sei mukova wokutenda kuvaHedheni.

28. Uye vakagara navadzidzi ipapo kwenguva refu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 14