akazvizadzisa kwatiri isu, vana vavo, nokumutsa Jesu kuvakafa. Sezvazvakanyorwa muPisarema rechipiri zvichinzi:“ ‘Ndiwe Mwanakomana wangu;nhasi ndava baba vako.’