Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 12:23-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Pakarepo, nokuti Herodhi haana kurumbidza Mwari, mutumwa waShe akamurova, iye akadyiwa nehonye uye akafa.

24. Asi shoko raMwari rakaramba richikura uye richipararira.

25. Bhanabhasi naSauro vakati vapedza basa ravo, vakadzokera kuJerusarema, vakatorawo Johani, ainzi Mako.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 12