Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati anzwa kuti inzwi raPetro, akafara zvikuru akadzokera achimhanya asati atongozarura musuo akavaudza akati, “Petro ari pamukova!”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 12

Maonero Mabasa Avapostori 12:14 akapoteredza