Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 10:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakabva ndatumira vanhu kwamuri pakarepo, uye maita zvakanaka zvamauya. Zvino isu tose tiri pano pamberi paMwari kuti tinzwe kwamuri zvose zvamarayirwa naShe kuti muzotitaurira.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 10

Maonero Mabasa Avapostori 10:33 akapoteredza