Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 10:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Imi munozviziva kuti hazvibvumirwi nomurayiro wedu kuti muJudha adyidzane nomuhedheni kana kumushanyira. Asi Mwari andiratidza kuti handifaniri kuti nditi munhu haana kunaka kana kuti ane tsvina.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 10

Maonero Mabasa Avapostori 10:28 akapoteredza