Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 10:15-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Inzwi rakataurazve kwaari kechipiri richiti, “Usati chinhu chipi zvacho chakanatswa naMwari chine tsvina.”

16. Izvi zvakaitika katatu, pakarepo jira rikadzoserwa kudenga.

17. Petro achiri kushamiswa nezvaireva chiratidzo, varume vakanga vatumwa naKoniriasi vakawana pakanga pane imba yaSimoni uye vakamira pasuo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 10