Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 1:5-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Nokuti Johani akabhabhatidza nemvura, asi mushure mamazuva mashoma muchabhabhatidzwa noMweya Mutsvene.”

6. Saka vakati vaungana pamwe chete, vakamubvunza vakati, “Ishe, mava kuzodzosera ushe kuvaIsraeri panguva ino here?”

7. Akati kwavari, “Hazvizi kwamuri kuti muzive nguva kana musi wakatarwa naBaba nesimba ravo pachavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 1