Petro akati, “Nokuti kwakanyorwa mubhuku raMapisarema kuti,“ ‘Musha wake ngauve dongo;ngakurege kuva nomunhu anogaramo,’uye kuti,“ ‘Mumwe ngaatore nzvimbo yake youtungamiriri.’