Testamende Yekare

Testamende Itsva

Judha 1:19-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Ava ndivo vanhu vanokuparadzanisai, vanotevera nyama yavo uye vasina Mweya.

20. Asi imi, shamwari dzinodikanwa, zvivakei mukutenda kwenyu kutsvene uye munyengetere muMweya Mutsvene.

21. Zvichengetei murudo rwaMwari pamunenge muchimirira ngoni dzaIshe wedu Jesu Kristu kuti dzikuuyisei kuupenyu husingaperi.

22. Itirai ngoni avo vanokahadzika;

Verenga chitsauko zvakakwana Judha 1