Testamende Yekare

Testamende Itsva

Judha 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti azotonga vanhu vose, uye abate nemhosva vose vasina umwari pamusoro pamabasa ose asina umwari avakaita nenzira isina umwari, uye namashoko okutuka akataurwa navanhu vasina umwari pamusoro pake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Judha 1

Maonero Judha 1:15 akapoteredza