Testamende Yekare

Testamende Itsva

Judha 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu ava makwapa pamitambo yenyu yorudo, vanodya nemi vasingatyi napaduku, vanongozvipa zvokudya ivo chete. Makore asina mvura, anotinhwa nemhepo; miti yenguva yamasutso, isina michero uye yakadzurwa, yakafa zvakapetwa kaviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Judha 1

Maonero Judha 1:12 akapoteredza