Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 9:36-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

36. Murume uya akapindura akati, “Iye ndianiko nhai, Ishe? Ndiudzei kuti ndigotenda kwaari.”

37. Jesu akati, “Wamuona zvino; uye ndiye ari kutaura newe.”

38. Ipapo murume uya akati, “Ishe, ndinotenda,” akabva amunamata.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9