Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 8:15-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Munotonga nameso enyama; ini handitongi munhu.

16. Asi kana ndikatonga, kutonga kwangu kwakarurama, nokuti handizi ndoga. Ndinotonga naBaba, vakandituma.

17. Mumurayiro wenyu makanyorwa kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi.

18. Ini ndini ndinozvipupurira pachangu; mumwe anondipupurira ndiBaba, vakandituma.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8