Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 7:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutaura uku, akanga achireva zvoMweya Mutsvene, uyo waizogamuchirwa navaya vanotenda kwaari. Nokuti Mweya wakanga usati wapiwa, sezvo Jesu akanga asati akudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:39 akapoteredza