Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 7:20-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Vanhu vazhinji vakapindura vakati, “Une dhimoni iwe. Ndianiko anoda kukuuraya?”

21. Jesu akati kwavari, “Ndakaita chishamiso chimwe chete, asi imi mose muri kushamiswa nazvo.

22. Asi nokuda kwokuti Mozisi akakupai kudzingiswa (kunyange zvazvo kusina kubva kuna Mozisi, asi kumadzibaba enyu), imi munodzingisa mwana nomusi weSabata.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7