Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 6:60 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakanzwa izvi, vadzidzi vake vazhinji vakati, “Kudzidzisa uku kwakaoma. Ndianiko angakugamuchira?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:60 akapoteredza