Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 6:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaJudha vakatanga kukakavadzana zvikuru pakati pavo vachiti, “Munhu uyu angatipa nyama yake kuti tiidye seiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:52 akapoteredza