Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 6:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kuda kwaBaba vangu ndiko kuti ani naani anotarira kuMwanakomana anokutenda maari achava noupenyu husingaperi, uye ndichamumutsa pazuva rokupedzisira.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:40 akapoteredza