Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 4:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati asvika muGarirea, vaGarirea vakamugamuchira. Vakanga vaona zvose zvaakanga aita muJerusarema pamutambo wePasika, nokuti naivowo vaivapo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:45 akapoteredza