Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 4:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange iye zvino mukohwi anopiwa mubayiro wake, kunyange izvozvi anokohwa zvibereko zvoupenyu husingaperi, kuitira kuti mukushi nomukohwi vagofara pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:36 akapoteredza