Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 4:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo vadzidzi vake vakadzokera kwaari uye vakashamiswa vachiona achitaura nomukadzi. Asi hapana akamubvunza kuti, “Unodei?” kana kuti “Munotaurireiko naye?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:27 akapoteredza