Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akati, “Ishe, hamuna chamungacheresa nacho uye tsime rakadzika. Ko, mvura mhenyu mungaiwanepi?

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 4

Maonero Johani 4:11 akapoteredza