Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 3:33-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

33. Munhu anohugamuchira, anopupura kuti Mwari ndowechokwadi.

34. Nokuti uyo akatumwa naMwari anotaura mashoko aMwari, nokuti Mwari anopa Mweya asingayeri.

35. Baba vanoda mwanakomana uye vakaisa zvose mumaoko ake.

36. Ani naani anotenda muMwanakomana ano upenyu husingaperi, asi ani naani anoramba Mwanakomana haangaoni upenyu, nokuti kutsamwa kwaMwari kunogara pamusoro pake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 3