Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 20:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kuna Tomasi, “Isa munwe wako pano; ona maoko angu. Tambanudza ruoko rwako uise parutivi rwangu. Rega kukahadzika uye utende.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 20

Maonero Johani 20:27 akapoteredza