Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 19:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino rakanga riri zuva rokugadzirira, uye mangwana acho, rakanga riri zuva rakasanangurwa reSabata. Nokuda kwokuti vaJudha vakanga vasingadi kuti mitumbi isiyiwe iri pamuchinjikwa panguva yeSabata, vakakumbira Pirato kuti makumbo avo avhunwe uye kuti mitumbi ibviswe.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 19

Maonero Johani 19:31 akapoteredza