Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 19:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kumudzidzi akati, “Ava mai vako.” Kubva pazuva iro zvichienda mberi, mudzidzi uyu akavatora akaenda navo kumba kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 19

Maonero Johani 19:27 akapoteredza