Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakuudzai izvi, kuitira kuti kana nguva yacho yasvika, imi mucharangarira kuti ndakakuyambirai. Handina kukutaurirai izvi pakutanga nokuti ndakanga ndinemi.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 16

Maonero Johani 16:4 akapoteredza