Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 15:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai ndanga ndisina kuita pakati pavo zvisina kutongoitwa nomunhu, vangadai vasina mhosva yechivi. Asi zvino vakaona zviratidzo izvi, asi vakandivenga ini naBaba vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15

Maonero Johani 15:24 akapoteredza