Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 12:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana pane munhu zvake anonzwa mashoko angu, asi akasaachengeta, ini handimutongi. Nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuzoiponesa.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 12

Maonero Johani 12:47 akapoteredza