Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 11:10-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. Anogumburwa paanenge achifamba usiku, nokuti haana chiedza.”

11. Akati ataura izvi, akaenderera mberi achiti kwavari, “Shamwari yedu Razaro avata; asi ndiri kuenda ikoko kunomumutsa.”

12. Vadzidzi vake vakapindura vakati, “Ishe, kana akavata, achaita zviri nani.”

13. Jesu akanga achitaura nezvorufu rwake, asi vadzidzi vake vakafunga kuti akanga achireva kuvata hope chaidzo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11