Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 10:39-42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

39. Vakaedzazve kumubata, asi akavapunyuka.

40. Ipapo Jesu akayambuka Jorodhani kunzvimbo yakanga ichibhabhatidzira Johani pamazuva okutanga. Akagara ipapo

41. uye vanhu vazhinji vakauya kwaari. Vakati, “Kunyange zvake Johani asina kumboita mabasa esimba, zvose zvakataurwa naJohani pamusoro pomurume uyu zvaiva zvechokwadi.”

42. Uye panzvimbo iyo, vazhinji vakatenda kuna Jesu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 10