Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 10:25-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Jesu akapindura akati, “Ndakakuudzai, asi hamutendi. Zvishamiso zvandinoita muzita raBaba vangu zvinondipupurira,

26. asi hamutendi nokuti hamuzi makwai angu.

27. Makwai angu anonzwa inzwi rangu; ini ndinoaziva, uye anonditevera.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 10