Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 10:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Ndinokuudzai chokwadi kuti munhu asingapindi mudanga ramakwai napamukova, asi anokwira kuti apinde naparutivi, imbavha uye igororo.

2. Munhu anopinda napamukova ndiye mufudzi wamakwai.

3. Murindi anomuzarurira musuo, uye makwai anonzwa inzwi rake. Anodana makwai ake nezita agoatungamirira kunze.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 10