Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jakobho 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, hama dzangu, ivai nomwoyo murefu, kusvikira pakuuya kwaShe. Tarirai mamiriro anoita murimi kuti aone chibereko chinokosha chenyika uye kuti anoita mwoyo murefu sei pakumirira kwake mvura yomunakamwe nemvura yamasutso.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 5

Maonero Jakobho 5:7 akapoteredza