Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jakobho 5:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Hama dzangu, kana mumwe wenyu akatsauka kubva pachokwadi uye mumwe akamudzora,

20. murangarire izvi kuti: Ani naani anodzora mutadzi kubva panzira yokudarika kwake, achamuponesa kubva parufu uye achafukidza zvivi zvizhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 5