Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jakobho 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chipo chose chakanaka uye chakakwana chinobva kudenga, chinoburuka chichibva kuna Baba wezviedza zvokudenga, asingashanduki semimvuri inopinduka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 1

Maonero Jakobho 1:17 akapoteredza