Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jakobho 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaropafadzwa munhu anotsunga pakuedzwa, nokuti paanokunda, achapiwa korona youpenyu yakavimbiswa naMwari kuna avo vanomuda.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 1

Maonero Jakobho 1:12 akapoteredza