Testamende Yekare

Testamende Itsva

3 Johani 1:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mukuru,Kushamwari yangu inodikanwa Gayo, wandinoda muchokwadi.

2. Mudikani shamwari, ndinonyengetera kuti uve noutano hwakanaka uye kuti zvose zvikunakire kunyange sokufara kwomweya wako.

3. Ndakafara kwazvo dzimwe hama padzakauya dzikandiudza nezvokutendeka kwako pachokwadi uye kuti unoramba uchifamba sei muchokwadi.

4. Hapana chimwe chinhu chinondifadza kupfuura kunzwa kuti vana vangu vari kufamba muchokwadi.

Verenga chitsauko zvakakwana 3 Johani 1