Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vatesaronika 3:12-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Vanhu vakadaro tinovarayira uye tinovakurudzira muna Ishe Jesu Kristu kuti vashande chinyararire vagodya chingwa chavanoshandira.

13. Uye kana murimi, hama, musaneta pakuita zvakanaka.

14. Kana pano munhu asingateereri kurayira kwedu mutsamba iyi, mumungwarire. Musafambidzana naye, kuitira kuti anyare.

15. Asi musamutora somuvengi, asi mumuyambire sehama.

16. Zvino Ishe worugare ngaakupei rugare nguva dzose nomunzira dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 3